Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mudzimai uyu akamhanyira kundoudza murume wake achiti, “Imi we-e, munhu uya wokuuya kwandiri musi uya wazviratidzazve kwandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoʋudza murume wake, akati kwaari: Tarira, murume uya waɀiratidza ɀe kwandiri, iye wakaɗeya kuʋuya kwandiri musi uya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mukadzi akakurumidza, akamhanya, akandoudza murume wake, akati kwaari, “Tarira, murume uya wazviratidzazve kwandiri, iye wakadeya kuuya kwandiri musi uya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mudzimai uyu akamhanyira kundoudza murume wake achiti, “Imi we-e, munhu uya wokuuya kwandiri musi uya wazviratidzazve kwandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mudzimai uyu akamhanyira kundoudza murume wake achiti, “Imi we-e, munhu uya wokuuya kwandiri musi uya wazviratidzazve kwandiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mukadzi akakurumidza kundoudza murume wake kuti, “Ari pano! Murume uya akazviratidza kwandiri zuva riya!”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy