Ʋatoŋgi 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jefuta akati kwavari, “Ini navanhu vangu takava negakava redaka chairo navaAmoni. Ndakakudaidzaika imi, asi hamuna kuzondinunura mumaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jefta akati kwaʋari: Ini naʋanhu ʋaŋgu takaŋga ticitambudzika kwaɀo naʋana ʋaAmoni; ɀino paŋguʋa yandakakuɗanai, imi hamuna‐kundiponesa pamaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Jefuta akati kwavari, “Ini navanhu vangu takanga tichitambudzika kwazvo navana vaAmoni; zvino panguva yandakakudanai, imi hamuna kundiponesa pamaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jefuta akati kwavari, “Ini navanhu vangu takava negakava redaka chairo navaAmoni. Ndakakudaidzaika imi, asi hamuna kuzondinunura mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jefuta akati kwavari, “Ini navanhu vangu takava negakava redaka chairo navaAmoni. Ndakakudaidzaika imi, asi hamuna kuzondinunura mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jefuta akapindura akati, “Ini navanhu vangu takanga tiri pakurwisana kukuru navaAmoni, uye kunyange ndakadana, imi hamuna kundiponesa kubva mumaoko avo. Viz kapitola |