Ʋatoŋgi 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Abhudhoni mwanakomana waHireri, wokuPiratoni, akazofa, akavigwa kuPiratoni kunyika yokwaEfuraimu, munyika yamakomo yavaAmareki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Abdoni mŋanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akaʋigwa paPiratoni, panyika yaEfraimi, panyika yamakomo yaʋaAmareki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Abhidhoni mwanakomana waHireri, muPiratoni, akafa, akavigwa paPiratoni, panyika yaEfuremu, panyika yamakomo yavaAmareki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Abhudhoni mwanakomana waHireri, wokuPiratoni, akazofa, akavigwa kuPiratoni kunyika yokwaEfuraimu, munyika yamakomo yavaAmareki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Abhudhoni mwanakomana waHireri, wokuPiratoni, akazofa, akavigwa kuPiratoni kunyika yokwaEfuraimu, munyika yamakomo yavaAmareki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo Abhudhoni mwanakomana waHireri akafa, uye akavigwa paPiratoni muEfuremu, munyika yezvikomo yavaAmareki. Viz kapitola |