Ʋatoŋgi 12:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Eroni wokwaZebhuruni akazofa, akavigwa kuAijaroni munyika yakwaZebhuruni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Eroni muZeburuni akafa, akaʋigwa paAjaroni, panyika yaZeburuni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Eroni muZebhuruni akafa, akavigwa paAjaroni, panyika yaZebhuruni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Eroni wokwaZebhuruni akazofa, akavigwa kuAijaroni munyika yakwaZebhuruni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Eroni wokwaZebhuruni akazofa, akavigwa kuAijaroni munyika yakwaZebhuruni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo Eroni akafa, uye akavigwa muAijaroni munyika yaZebhuruni. Viz kapitola |