Ʋatoŋgi 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu vokwaEfuraimu vakaunganirana hondo, vakayambukira kuZafoni vakati kuna Jefuta, “Wakayambukireiko kundorwisa vaAmoni usina kutidaidza kuti tiende pamwechete newe? Tinoda kukupisira mumba mako nomoto.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋarume ʋaEfraimi ʋakaʋuŋgana, ʋakapfuʋurira kurutiʋi rwokumsoro, ʋakati kunaJefta: Wakapfuʋurireiko kundorwa naʋana ʋaAmoni, ukasatiɗana isu kuti tiende ʋo newe? Ticapisa imba yako pamsoro pako nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino varume vaEfuremu vakaungana, vakapfuurira kurutivi rwokumusoro, vakati kuna Jefuta, “Wakapfuurireiko kundorwa navana vaAmoni, ukasatidana isu kuti tiendewo newe? Tichapisa imba yako pamusoro pako nomoto.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu vokwaEfuraimu vakaunganirana hondo, vakayambukira kuZafoni vakati kuna Jefuta, “Wakayambukireiko kundorwisa vaAmoni usina kutidaidza kuti tiende pamwechete newe? Tinoda kukupisira mumba mako nomoto.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanhu vokwaEfuraimu vakaunganirana hondo, vakayambukira kuZafoni vakati kuna Jefuta, “Wakayambukireiko kundorwisa vaAmoni usina kutidaidza kuti tiende pamwechete newe? Tinoda kukupisira mumba mako nomoto.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Varume veEfuremu vakadana varwi vavo, vakayambuka mhiri vakaenda kuZafani vakandoti kuna Jefuta, “Wakaendereiko kundorwa navaAmoni ukasatidana kuti tiende newe? Tichapisa imba yako iwe uri mukati.” Viz kapitola |