Ʋatoŋgi 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakuru vakuru veGireadhi vakamupindura vachiti, “He-ekaka ndokusaka tauya kwauri. Tati uende nesu kundorwisa vaAmoni somutungamiriri wavanhu vose vokuGireadhi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakuru ʋeGireadi ʋakati kunaJefta: Naiɀoɀo tadzokera kwauri, kuti uende nesu kundorwa naʋana ʋaAmoni, iwe ugoʋa mukuru weɗu nowaʋose ʋagere Gireadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakuru veGireadhi vakati kuna Jefuta, “Naizvozvo tadzokera kwauri, kuti uende nesu kundorwa navana vaAmoni, iwe ugova mukuru wedu nowavose vagere Gireadhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakuru vakuru veGireadhi vakamupindura vachiti, “He-ekaka ndokusaka tauya kwauri. Tati uende nesu kundorwisa vaAmoni somutungamiriri wavanhu vose vokuGireadhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakuru vakuru veGireadhi vakamupindura vachiti, “He-ekaka ndokusaka tauya kwauri. Tati uende nesu kundorwisa vaAmoni somutungamiriri wavanhu vose vokuGireadhi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakuru veGireadhi vakati kwaari, “Zvisinei hazvo, isu hedu tiri kudzokera kwamuri iye zvino; handei tose kundorwa navaAmoni, uye muchava mukuru wedu pamusoro pavose vagere muGireadhi.” Viz kapitola |