Ʋatoŋgi 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakati kuna Jefuta, “Uya uite mutungamiriri wedu tirwise vaAmoni.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakati kunaJefta: Ʋuya, uʋe ishe weɗu, kuti tindorwa naʋana ʋaAmoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakati kuna Jefuta, “Uya, uve ishe wedu, kuti tindorwa navana vaAmoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakati kuna Jefuta, “Uya uite mutungamiriri wedu tirwise vaAmoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakati kuna Jefuta, “Uya uite mutungamiriri wedu tirwise vaAmoni.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakati, “Uya uzova mutungamiri wehondo, kuti tigorwa navaAmoni.” Viz kapitola |