Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Kuzoti mwedzi miviri iya yapera akadzokera kuna baba vake, vakabva vazadzikisa paari mhiko yavakanga vapika. Musikana uyu akanga asati aziva murume. Yakabva yava tsika yechiIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino mŋedzi miʋiri yakati yapera, akadzokera kunaɓaɓa ʋake, iʋo ʋakamuitira seɀaʋakaŋga ʋapika; wakaŋga asina‐kuziʋa murume. Ikazoʋa tsika pakati paʋaIsraeri,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino mwedzi miviri yakati yapera, akadzokera kuna baba vake, ivo vakamuitira sezvavakanga vapika; wakanga asina kuziva murume. Ikazova tsika pakati pavaIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Kuzoti mwedzi miviri iya yapera akadzokera kuna baba vake, vakabva vazadzikisa paari mhiko yavakanga vapika. Musikana uyu akanga asati aziva murume. Yakabva yava tsika yechiIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Kuzoti mwedzi miviri iya yapera akadzokera kuna baba vake, vakabva vazadzikisa paari mhiko yavakanga vapika. Musikana uyu akanga asati aziva murume. Yakabva yava tsika yechiIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Shure kwemwedzi miviri akadzoka kuna baba vake uye vakaita kwaari sezvavakanga vapika. Uye akanga ari mhandara. Ndipo pakabva tsika yavaIsraeri

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:39

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy