Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Baba vakati, “Enda zvako.” Vakamubvumidza kuenda kwemwedzi miviri. Iye neshamwari dzake vakaenda kumakomo kundochema kuti achafa ari mhandara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Iʋo ʋakati: Cienda hako. Akamutendera mŋedzi miʋiri; akaenda, iye neshamŋari dzake, akandocema ʋumhandara bgake kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ivo vakati, “Chienda hako.” Akamutendera mwedzi miviri; akaenda, iye neshamwari dzake, akandochema umhandara hwake kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Baba vakati, “Enda zvako.” Vakamubvumidza kuenda kwemwedzi miviri. Iye neshamwari dzake vakaenda kumakomo kundochema kuti achafa ari mhandara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Baba vakati, “Enda zvako.” Vakamubvumidza kuenda kwemwedzi miviri. Iye neshamwari dzake vakaenda kumakomo kundochema kuti achafa ari mhandara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Iye akati, “Ungaenda hako.” Uye akamutendera kuti aende kwemwedzi miviri. Iye navamwe vasikana vakaenda kuzvikomo vakandochema nokuti akanga asingazombowanikwi.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:38

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy