Ʋatoŋgi 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Saka Jefuta akayambukira kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ipapo Jefta akapfuʋurira kuʋana ʋaAmoni, akandorwa naʋo; Jehova akaʋaisa mumaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Ipapo Jefuta akapfuurira kuvana vaAmoni, akandorwa navo; Jehovha akavaisa mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Saka Jefuta akayambukira kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Saka Jefuta akayambukira kundorwisa vaAmoni, Tenzi akavaisa mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ipapo Jefuta akabuda kundorwa navaAmoni, uye Jehovha akavapa mumaoko ake. Viz kapitola |