Ʋatoŋgi 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jefuta akatiza vakoma navanun'una vake akandogara kunyika yeTobhu. Akabatana namamwe madzenga akati unga unga kwaari kufamba naye vachipamba vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Jefta akatiza ʋanuŋuna ʋake, akandogara panyika yeTobi; ʋarume ʋakaipa ʋakaʋuŋganira kunaJefta, ʋakasiɓuɗa naye kundorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Jefuta akatiza vanunguna vake, akandogara panyika yeTobhi; varume vakaipa vakaunganira kuna Jefuta, vakasibuda naye kundorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jefuta akatiza vakoma navanun'una vake akandogara kunyika yeTobhu. Akabatana namamwe madzenga akati unga unga kwaari kufamba naye vachipamba vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jefuta akatiza vakoma navanun'una vake akandogara kunyika yeTobhu. Akabatana namamwe madzenga akati unga unga kwaari kufamba naye vachipamba vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Jefuta akatiza kubva pavanunʼuna vake akandogara munyika yeTobhi, uko kwaakandounganirwa navarume vakaipa uye vakamutevera. Viz kapitola |