Ʋatoŋgi 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi mambo wavaAmoni haana kuita hanya neshoko raakanga atumirwa naJefuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi mambo waʋana ʋaAmoni haana‐kuterera mashoko aJefta, aakatuma kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi mambo wavana vaAmoni haana kuterera mashoko aJefuta, aakatuma kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi mambo wavaAmoni haana kuita hanya neshoko raakanga atumirwa naJefuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi mambo wavaAmoni haana kuita hanya neshoko raakanga atumirwa naJefuta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kunyange zvakadaro, mambo weAmoni, haana kuteerera nhume dzaJefuta dzaakatuma. Viz kapitola |