Ʋatoŋgi 11:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Naizvozvo hapana chandakakutadzirai. Ndimi mava kutonditadzira nokuita hondo neni. Tenzi ndiye Mutongi, ndiye achaenzanisa nhasi uno mhosva iri pakati pavaIsiraeri navaAmoni.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Naiɀoɀo ini handinakukutadzira, asi ndiwe unondiitira ɀakaipa, uciɗa kurwa neni; Jehova, iye Mutoŋgi, ŋgaatoŋge nhasi pakati paʋana ʋaIsraeri naʋana ʋaAmoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Naizvozvo ini handina kukutadzira, asi ndiwe unondiitira zvakaipa, uchida kurwa neni; Jehovha, iye Mutongi, ngaatonge nhasi pakati pavana vaIsiraeri navana vaAmoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Naizvozvo hapana chandakakutadzirai. Ndimi mava kutonditadzira nokuita hondo neni. Tenzi ndiye Mutongi, ndiye achaenzanisa nhasi uno mhosva iri pakati pavaIsiraeri navaAmoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Naizvozvo hapana chandakakutadzirai. Ndimi mava kutonditadzira nokuita hondo neni. Tenzi ndiye Mutongi, ndiye achaenzanisa nhasi uno mhosva iri pakati pavaIsiraeri navaAmoni.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ini handina kukutadzira asi iwe ndiwe wava kundikanganisira nokuda kurwa neni. Jehovha, iye mutongi ngaatonge, ngaatonge gakava iri nhasi riri pakati pavaIsraeri navaAmoni.” Viz kapitola |