Ʋatoŋgi 11:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 VaIsiraeri vakagara muHeshibhoni nemisha yaro, nomuAroero nemisha yaro, nomumaguta ose ari munyasi merwizi rwaArinoni, kwamazana matatu amakore. Nguva yose iyoyi makaregereiko kuatorazve? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ŋguʋa yakagara ʋaIsraeri paHeshboni nemisha yaro, napaAroeri nemisha yaro, napamaguta ose ari parutiʋi rwaArnoni, makore anamazana matatu, makaregereiko kuʋatorera nyika iyo neŋguʋa iyo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nguva yakagara vaIsiraeri paHeshibhoni nemisha yaro, napaAroeri nemisha yaro, napamaguta ose ari parutivi rwaArinoni, makore ana mazana matatu, makaregereiko kuvatorera nyika iyo nenguva iyo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 VaIsiraeri vakagara muHeshibhoni nemisha yaro, nomuAroero nemisha yaro, nomumaguta ose ari munyasi merwizi rwaArinoni, kwamazana matatu amakore. Nguva yose iyoyi makaregereiko kuatorazve? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 VaIsiraeri vakagara muHeshibhoni nemisha yaro, nomuAroero nemisha yaro, nomumaguta ose ari munyasi merwizi rwaArinoni, kwamazana matatu amakore. Nguva yose iyoyi makaregereiko kuatorazve? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Israeri yakagara muHeshibhoni, Aroeri, nemisha yakapoteredza uye namaguta ose akatarisana neArinoni. Wakaregereiko kuatora panguva iyoyo? Viz kapitola |