Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Munokunda Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Ko iye akambokakavadzana navaIsiraeri here, kana kurwisana navo muhondo?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ko ɀino imi makanaka kupfuʋura Baraki mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi here? Iye wakatoŋgopopotera ʋaIsraeri, kana kurwa naʋo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ko zvino imi makanaka kupfuura Bharaki mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu here? Iye wakatongopopotera vaIsiraeri, kana kurwa navo here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Munokunda Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Ko iye akambokakavadzana navaIsiraeri here, kana kurwisana navo muhondo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Munokunda Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Ko iye akambokakavadzana navaIsiraeri here, kana kurwisana navo muhondo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ko, iwe uri nani kupfuura Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu here? Akambopopotedzana navaIsraeri kana kurwa navo here?

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy