Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Ko imimi, zvamunenge mapiwa namwari wenyu Kemoshi, hamutore here? Zvino nesuwo zvose zvatinenge tapiwa naTenzi, Mwari wedu, tinozvitora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ko imi hamuŋgatori iɀo ɀamunopiwa namŋari wenyu Kemoshi here, nesu ʋo titore nyika yaʋose ʋanodziŋgwa pamberi peɗu naJehova Mŋari weɗu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ko imi hamungatori izvo zvamunopiwa namwari wenyu Kemoshi here, nesuo titore nyika yavose vanodzingwa pamberi pedu naJehovha Mwari wedu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Ko imimi, zvamunenge mapiwa namwari wenyu Kemoshi, hamutore here? Zvino nesuwo zvose zvatinenge tapiwa naTenzi, Mwari wedu, tinozvitora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Ko imimi, zvamunenge mapiwa namwari wenyu Kemoshi, hamutore here? Zvino nesuwo zvose zvatinenge tapiwa naTenzi, Mwari wedu, tinozvitora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ko, hautori here zvaunopiwa namwari wako Kemoshi? Naizvozvo zvose zvatinopiwa naJehovha Mwari wedu, ndizvo zvatichatora.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy