Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vakatorera vaAmori nyika yavo yose kubvira muna Arinoni kusvikira muna Jabhoku, uye kubvira kugwenga kusvikira muna Jorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nyika yose yaʋaAmori ikaʋa yaʋo, kubva paArnoni kuȿikira paJaboki, kubva kurenje, kuȿikira paJoridani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nyika yose yavaAmori ikava yavo, kubva paArinoni kusvikira paJabhoki, kubva kurenje, kusvikira paJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vakatorera vaAmori nyika yavo yose kubvira muna Arinoni kusvikira muna Jabhoku, uye kubvira kugwenga kusvikira muna Jorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Vakatorera vaAmori nyika yavo yose kubvira muna Arinoni kusvikira muna Jabhoku, uye kubvira kugwenga kusvikira muna Jorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 vakaitapa yose kubva paArinoni kusvikira kuJabhoki uye kubva kurenje kusvikira kuJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy