Ʋatoŋgi 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Sihoni haana kugutsikana nezvokuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake. Naizvozvo Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, vakandodzika matendhe avo kuJahazi, vakarwisa vaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi Sihoni haana‐kutenda ʋaIsraeri kuti ʋaɗarike muganho wake; Sihoni akaʋuŋganidza ʋanhu ʋake ʋose, akandodzika matente ake paJahazi, akarwa naʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi Sihoni haana kutenda vaIsiraeri kuti vadarike muganhu wake; Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, akandodzika matende ake paJahazi, akarwa navaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Sihoni haana kugutsikana nezvokuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake. Naizvozvo Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, vakandodzika matendhe avo kuJahazi, vakarwisa vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi Sihoni haana kugutsikana nezvokuti vaIsiraeri vapfuure nomunyika yake. Naizvozvo Sihoni akaunganidza vanhu vake vose, vakandodzika matendhe avo kuJahazi, vakarwisa vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kunyange zvakadaro, Sihoni haana kuvimba navaIsraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akaunganidza vanhu vake vose vakandodzika musasa paJahazi uye vakarwa navaIsraeri. Viz kapitola |