Ʋatoŋgi 11:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakabva ipapo vakapfuura nomurenje vachiita zvokutopoterera nyika yeEdhomu neyeMoabhu vari nechokumabvazuva kweMoabhu, vakazodzika matendhe avo kumhiri kwaArinoni. Asi havana kupinda munyika yeMoabhu nokuti Arinoni ndorwaiva muganhu weMoabhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo ʋakafamba nomurenje, ʋakapota nyika yaEdomi, nenyika yaMoabi, ʋakaenda nokumabvazuʋa enyika yaMoabi, ʋakadzika matente aʋo necemhiri kwaArnoni; asi haʋana‐kuɗarika muganho waMoabi, nokuti Arnoni waiʋa muganho waMoabi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo vakafamba nomurenje, vakapota nyika yaEdhomu nenyika yaMoabhu, vakaenda nokumabvazuva enyika yaMoabhu, vakadzika matende avo nechemhiri kwaArinoni; asi havana kudarika muganhu waMoabhu, nokuti Arinoni waiva muganhu waMoabhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakabva ipapo vakapfuura nomurenje vachiita zvokutopoterera nyika yeEdhomu neyeMoabhu vari nechokumabvazuva kweMoabhu, vakazodzika matendhe avo kumhiri kwaArinoni. Asi havana kupinda munyika yeMoabhu nokuti Arinoni ndorwaiva muganhu weMoabhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakabva ipapo vakapfuura nomurenje vachiita zvokutopoterera nyika yeEdhomu neyeMoabhu vari nechokumabvazuva kweMoabhu, vakazodzika matendhe avo kumhiri kwaArinoni. Asi havana kupinda munyika yeMoabhu nokuti Arinoni ndorwaiva muganhu weMoabhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Shure kwaizvozvo vakafamba nomurenje, vachitenderera nyika dzeEdhomu neMoabhu, vakandodzika musasa kuno rumwe rutivi rweArinoni. Havana kupinda munyika yeMoabhu, nokuti Arinoni waiva muganhu wayo. Viz kapitola |