Ʋatoŋgi 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ipapo vaIsiraeri vakatumira nhume kuna mambo weEdhomu vachiti, ‘Tapota, tibvumireiwo kupfuura nomunyika yenyu.’ Asi mambo weEdhomu haana kana kuda kumbozvinzwa. Vakaitawo saizvozvo kuna mambo weMoabhu asi akaramba. Naizvozvo vaIsiraeri vakaita zvokutombogara zvavo kuKadheshi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 ʋaIsraeri ʋakatuma nhume kunamambo waEdomi, ʋaciti: Nditenderei henyu kupfuʋura napanyika yenyu; asi mambo waEdomi wakaramba kunzwa. Saiɀoɀo akatuma ʋo nhume kunamambo waMoabi; asi iye wakaramba; ɀino ʋaIsraeri ʋakagara paKadeshi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 vaIsiraeri vakatuma nhume kuna mambo waEdhomu, vachiti, ‘Nditenderei henyu kupfuura napanyika yenyu;’ asi mambo waEdhomu wakaramba kunzwa. Saizvozvo akatumawo nhume kuna mambo waMoabhu; asi iye wakaramba; zvino vaIsiraeri vakagara paKadheshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ipapo vaIsiraeri vakatumira nhume kuna mambo weEdhomu vachiti, ‘Tapota, tibvumireiwo kupfuura nomunyika yenyu.’ Asi mambo weEdhomu haana kana kuda kumbozvinzwa. Vakaitawo saizvozvo kuna mambo weMoabhu asi akaramba. Naizvozvo vaIsiraeri vakaita zvokutombogara zvavo kuKadheshi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ipapo vaIsiraeri vakatumira nhume kuna mambo weEdhomu vachiti, ‘Tapota, tibvumireiwo kupfuura nomunyika yenyu.’ Asi mambo weEdhomu haana kana kuda kumbozvinzwa. Vakaitawo saizvozvo kuna mambo weMoabhu asi akaramba. Naizvozvo vaIsiraeri vakaita zvokutombogara zvavo kuKadheshi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Israeri yakatuma nhume kuna mambo weEdhomu, ichiti, ‘Titendereiwo kupfuura nomunyika yenyu,’ asi mambo weEdhomu akaramba kunzwa. Vakatumawo nhume kuna mambo weMoabhu, naiyewo akaramba. Saka vakagara paKadheshi. Viz kapitola |