Ʋatoŋgi 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Zvanzi naJefuta, vaIsiraeri havana kutora nyika yavaMoabhu kana yavaAmoni. Kwete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akati kwaari: Ɀanzi naJefta: ƲaIsraeri haʋana‐kutora nyika yaMoabi, kana nyika yaʋana ʋaAmoni; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akati kwavaari, “Zvanzi naJefuta, ‘VaIsiraeri havana kutora nyika yaMoabhu, kana nyika yavana vaAmoni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Zvanzi naJefuta, vaIsiraeri havana kutora nyika yavaMoabhu kana yavaAmoni. Kwete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Zvanzi naJefuta, vaIsiraeri havana kutora nyika yavaMoabhu kana yavaAmoni. Kwete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 achiti, “Zvanzi naJefuta: Israeri haina kutora nyika yeMoabhu kana nyika yavaAmoni. Viz kapitola |