Ʋatoŋgi 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo wevaAmoni akapindura nhume dzaJefuta dziya achiti, “Chikonzero ndechokuti vaIsiraeri pavaibva kuIjipiti, vakatora nyika yangu kubvira kuna Arinoni kusvikira kuna Jabhoku nokuna Jorodhani. Zvino idzore zvichakanaka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mambo waʋana ʋaAmoni akapindura nhume dzaJefta, akati: Nokuti ʋaIsraeri ʋakatora nyika yaŋgu, ŋguʋa yaʋakabva Egipita, kubva paArnoni kusikira paJaboki neJoridani; saka ɀino cidzosai nyika idzo norugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Mambo wavana vaAmoni akapindura nhume dzaJefuta, akati, “Nokuti vaIsiraeri vakatora nyika yangu, nguva yavakabva Ijipiti, kubva paArinoni kusvikira paJabhoki neJorodhani; saka zvino chidzosai nyika idzo norugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo wevaAmoni akapindura nhume dzaJefuta dziya achiti, “Chikonzero ndechokuti vaIsiraeri pavaibva kuIjipiti, vakatora nyika yangu kubvira kuna Arinoni kusvikira kuna Jabhoku nokuna Jorodhani. Zvino idzore zvichakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mambo wevaAmoni akapindura nhume dzaJefuta dziya achiti, “Chikonzero ndechokuti vaIsiraeri pavaibva kuIjipiti, vakatora nyika yangu kubvira kuna Arinoni kusvikira kuna Jabhoku nokuna Jorodhani. Zvino idzore zvichakanaka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mambo wavaAmoni akapindura nhume dzaJefuta achiti, “VaIsraeri pavakabuda muIjipiti, vakatora nyika yangu kubva kuArinoni kusvikira kuJabhoki, kwose nokuJorodhani. Zvino idzosei norugare.” Viz kapitola |