Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jefuta akatumira nhume kuna mambo wavaAmoni, achiti, “Chandakakutadzira chaicho chii kundivinga kudai kuzorwisa nyika yangu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino Jefta akatuma nhume kunamambo waʋana ʋaAmoni, akati: Mhoȿa yako ndeyeiko, ɀawaʋuya kuzorwa neni nenyika yaŋgu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavana vaAmoni, akati, “Mhosva yako ndeyeiko, zvawauya kuzorwa neni nenyika yangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Jefuta akatumira nhume kuna mambo wavaAmoni, achiti, “Chandakakutadzira chaicho chii kundivinga kudai kuzorwisa nyika yangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Jefuta akatumira nhume kuna mambo wavaAmoni, achiti, “Chandakakutadzira chaicho chii kundivinga kudai kuzorwisa nyika yangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavaAmoni nomubvunzo wokuti, “Mhosva yamunayo nesu ndeyeiko zvamunorwisa nyika yedu?”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy