Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Jefuta akaenda navakuru vakuru vokuGireadhi ava. Vanhu vakamuita mutongi nomutungamiriri wavo Jefuta akadzokerera kutaura mashoko ake aya pana Tenzi kuMizipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Jefta akaenda naʋakuru ʋeGireadi, ʋanhu ʋakamuita mukuru nashe waʋo; Jefta akataura mashoko ake ose pamberi paJehova paMizpa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Jefuta akaenda navakuru veGireadhi, vanhu vakamuita mukuru nashe wavo; Jefuta akataura mashoko ake ose pamberi paJehovha paMizipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Jefuta akaenda navakuru vakuru vokuGireadhi ava. Vanhu vakamuita mutongi nomutungamiriri wavo Jefuta akadzokerera kutaura mashoko ake aya pana Tenzi kuMizipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Jefuta akaenda navakuru vakuru vokuGireadhi ava. Vanhu vakamuita mutongi nomutungamiriri wavo Jefuta akadzokerera kutaura mashoko ake aya pana Tenzi kuMizipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Saka Jefuta akaenda navakuru veGireadhi, vanhu vakamuita mukuru wavo uye nomutungamiri wehondo. Uye akadzokorora mashoko ake ose pamberi paJehovha muMizipa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy