Ʋatoŋgi 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kwaiva naJefuta wokuGireadhi murume aiva mvumba chaiyo yokurwa, asi akanga ari mwana wepfambi, baba vake ari Gireadhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jefta muGireadi, wakaŋga ari munhu unesimba noʋumhare, asi wakaŋga ari mŋanakomana wecifeʋe; Gireadi ndiye wakaɓereka Jefta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jefuta muGireadhi, wakanga ari munhu ane simba noumhare, asi wakanga ari mwanakomana wechifeve; Gireadhi ndiye wakabereka Jefuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kwaiva naJefuta wokuGireadhi murume aiva mvumba chaiyo yokurwa, asi akanga ari mwana wepfambi, baba vake ari Gireadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kwaiva naJefuta wokuGireadhi murume aiva mvumba chaiyo yokurwa, asi akanga ari mwana wepfambi, baba vake ari Gireadhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jefuta muGireadhi, akanga ari murwi ane simba. Baba vake vainzi Gireadhi; mai vake vakanga vari chifeve. Viz kapitola |