Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Saka vakabvisa pakati pavo vamwari vasingazikanwi, vakatangisa kunamata Tenzi, akabva atangawo kuva nehanya nenhamo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo ʋakarasha ʋamŋari ʋatorwa ʋakaŋga ʋari pakati paʋo, ʋakashumira Jehova; mŋoyo wake ukacema pamsoro pokutambudzika kwaʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo vakarasha vamwari vatorwa vakanga vari pakati pavo, vakashumira Jehovha; mwoyo wake ukachema pamusoro pokutambudzika kwavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Saka vakabvisa pakati pavo vamwari vasingazikanwi, vakatangisa kunamata Tenzi, akabva atangawo kuva nehanya nenhamo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Saka vakabvisa pakati pavo vamwari vasingazikanwi, vakatangisa kunamata Tenzi, akabva atangawo kuva nehanya nenhamo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo vakarasa vamwari vatorwa pakati pavo vakashumira Jehovha. Uye haana kuzotenderazve kutambudzika kweIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 10:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy