Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi vachiti, “Takakutadzirai nokuti takakufuratirai imi Mwari wedu tikandonamata vanaBhaari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova, ʋakati: Takakutadzirai imi, nokuti takarasha Mŋari weɗu, tikashumira ʋaBaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha, vakati, “Takakutadzirai imi, nokuti takarasha Mwari wedu, tikashumira vaBhaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi vachiti, “Takakutadzirai nokuti takakufuratirai imi Mwari wedu tikandonamata vanaBhaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi vachiti, “Takakutadzirai nokuti takakufuratirai imi Mwari wedu tikandonamata vanaBhaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo vaIsraeri vakachema kuna Jehovha vakati, “Takakutadzirai nokuti takarasa Mwari wedu uye tikashumira vaBhaari.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 10:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy