Ʋatoŋgi 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Varume vokwaJudha vakarwisawo Jerusaremu vakarikurira vakauraya vanhu vomo namapakatwa, vakaripisa nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋana ʋaJuda ʋakandorwa neJerusarema, ʋakarikunda, ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza, ʋakapisa guta nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vana vaJudha vakandorwa neJerusaremu, vakarikunda, vakavauraya neminondo inopinza, vakapisa guta nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Varume vokwaJudha vakarwisawo Jerusaremu vakarikurira vakauraya vanhu vomo namapakatwa, vakaripisa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Varume vokwaJudha vakarwisawo Jerusaremu vakarikurira vakauraya vanhu vomo namapakatwa, vakaripisa nomoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Varume veJudha vakarwisawo Jerusarema vakaritora. Vakakunda guta nomunondo uye vakaripisa. Viz kapitola |