Ʋatoŋgi 1:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muganho wenyika yevaAmori waibvira kumupata weAkirabhimu woenda nokuSera zvichingokwira zvakangodaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Muganho waʋaAmori wakabva pamukwidzwa weAkrabimi, kubva paɗombo, ucikwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Muganhu wavaAmori wakabva pamukwidzwa weAkirabhimu, kubva padombo, uchikwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muganho wenyika yevaAmori waibvira kumupata weAkirabhimu woenda nokuSera zvichingokwira zvakangodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Muganho wenyika yevaAmori waibvira kumupata weAkirabhimu woenda nokuSera zvichingokwira zvakangodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Muganhu wavaAmori waibva paMupata weChinyavada uchisvika kuSera uye uchipfuurira mberi. Viz kapitola |