Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 1:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaAmori vakasundira vokwaDhani kunyika yamakomo nokuti havana kuvabvumidza kuburuka kubani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 ƲaAmori ʋakasundira ʋana ʋaDani kunyika yamakomo, nokuti haʋana‐kuʋatendera kuɓurukira kumupata;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 VaAmori vakasundira vana vaDhani kunyika yamakomo, nokuti havana kuvatendera kuburukira kumupata;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaAmori vakasundira vokwaDhani kunyika yamakomo nokuti havana kuvabvumidza kuburuka kubani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 VaAmori vakasundira vokwaDhani kunyika yamakomo nokuti havana kuvabvumidza kuburuka kubani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 VaAmori vakasundira vaDhani kunyika yezvikomo, vakasavatendera kuburuka kuti vauye kumapani.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 1:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy