Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino ʋaIsraeri ʋakati ʋasimba, ʋakaɓatisa ʋaKanani ɓasa recibaro, haʋana‐kuʋadziŋga cose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino vaIsiraeri vakati vasimba, vakabatisa vaKenani basa rechibharo, havana kuvadzinga chose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 VaIsiraeri pavakanga vava vanhu vane simba vakaitisa vaKanani basa rechibharo. Asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 VaIsraeri vakati vasimba vakamanikidza vaKenani kuti vashande basa rechibharo asi havana kumbovadzinga zvachose.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 1:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy