Ʋatoŋgi 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Murume uyu akaenda kunyika yavaHiti. Akavaka guta ikoko, akaritumidza zita rokuti Ruzi ndiro zita raro nanhasi uno. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino munhu uyo akaenda kunyika yaʋaHeti, akandoʋaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino munhu uyo akaenda kunyika yavaHeti, akandovaka guta rake, akaritumidza zita rinonzi Ruzi; ndiro zita raro kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Murume uyu akaenda kunyika yavaHiti. Akavaka guta ikoko, akaritumidza zita rokuti Ruzi ndiro zita raro nanhasi uno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Murume uyu akaenda kunyika yavaHiti. Akavaka guta ikoko, akaritumidza zita rokuti Ruzi ndiro zita raro nanhasi uno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo akaenda kunyika yavaHiti, kwaakandovaka guta akaritumidza kuti Ruzi, rinova ndiro zita raro nanhasi. Viz kapitola |