Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akavaratidza paipindwa napo muguta iroro. Vakauraya vomuguta imomo namapakatwa. Asi vakarega murume uya kuti aende zvake nemhuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Akaʋaratidza panopindwa napo paguta, ʋakakunda guta neminondo inopinza; asi ʋakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Akavaratidza panopindwa napo paguta, vakakunda guta neminondo inopinza; asi vakatendera munhu uyo nemhuri yake yose kuenda hake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akavaratidza paipindwa napo muguta iroro. Vakauraya vomuguta imomo namapakatwa. Asi vakarega murume uya kuti aende zvake nemhuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akavaratidza paipindwa napo muguta iroro. Vakauraya vomuguta imomo namapakatwa. Asi vakarega murume uya kuti aende zvake nemhuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Saka akavaratidza, uye vakakunda guta nomunondo asi vakaponesa murume uya nemhuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 1:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy