Ʋatoŋgi 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vasori ivavo vakaona murume akanga achibuda muguta imomo vakati kwaari, “Tiratidzewo panopindwa napo muguta, isu tigozokunzwirawo tsitsi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nharirire dzikaʋona munhu aciɓuɗa muguta, dzikati kwaari: Ƌotiratidza hako panopindwa napo paguta, tigokuitira ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nharirire dzikaona munhu achibuda muguta, dzikati kwaari, “Dotiratidza hako pano paguta, tigokuitira zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vasori ivavo vakaona murume akanga achibuda muguta imomo vakati kwaari, “Tiratidzewo panopindwa napo muguta, isu tigozokunzwirawo tsitsi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vasori ivavo vakaona murume akanga achibuda muguta imomo vakati kwaari, “Tiratidzewo panopindwa napo muguta, isu tigozokunzwirawo tsitsi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vasori vakaona murume achibuda muguta vakati kwaari, “Tiratidze kuti tingapinda sei muguta tigokuitira zvakanaka.” Viz kapitola |