Ʋatoŋgi 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi vokwaBhenjamini vakatadza kudzinga vaJebhusi vaigara muguta reJerusaremu. Saka vaJebhusi vagere muJerusaremu pamwechete nevokwaBhenjamini nanhasi uno. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi ʋana ʋaBenjamini haʋana‐kudziŋga ʋaJebusi ʋakaŋga ʋagere Jerusarema; asi ʋaJebusi ʋakagara Jerusarema pamŋe cete naʋana ʋaBenjamini kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi vana vaBhenjamini havana kudzinga vaJebhusi vakanga vagere Jerusaremu; asi vaJebhusi vakagara Jerusaremu pamwechete navana vaBhenjamini kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi vokwaBhenjamini vakatadza kudzinga vaJebhusi vaigara muguta reJerusaremu. Saka vaJebhusi vagere muJerusaremu pamwechete nevokwaBhenjamini nanhasi uno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi vokwaBhenjamini vakatadza kudzinga vaJebhusi vaigara muguta reJerusaremu. Saka vaJebhusi vagere muJerusaremu pamwechete nevokwaBhenjamini nanhasi uno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kunyange zvakadaro, vaBhenjamini vakatadza kudzinga vaJebhusi, vaigara muJerusarema; kusvikira nhasi vaJebhusi vageremo navaBhenjamini. Viz kapitola |