Ʋatoŋgi 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Guta reHebhuroni rakapiwa kuna Karebhu sokutaura kwakanga kwaita Mosesi. Karebhu akadzingamo vanakomana vaAnaki vatatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakapa Karebi Hebroni seɀakaŋga ɀataurwa naMosesi, akadziŋga’po ʋana ʋaAnaki ʋatatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vakapa Karebi Hebhuroni sezvakanga zvataurwa naMosesi, akadzingapo vana vaAnaki vatatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Guta reHebhuroni rakapiwa kuna Karebhu sokutaura kwakanga kwaita Mosesi. Karebhu akadzingamo vanakomana vaAnaki vatatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Guta reHebhuroni rakapiwa kuna Karebhu sokutaura kwakanga kwaita Mosesi. Karebhu akadzingamo vanakomana vaAnaki vatatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Sokuvimbisa kwaMozisi, Hebhuroni yakapiwa kuna Karebhu, uyo akabudisa mairi vanakomana vatatu vaAnaki. Viz kapitola |