Ʋatoŋgi 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Juda akaenda naSimeoni mukuru wake, ʋakakunda ʋaKanani ʋakaŋga ʋagere Zefati; ʋakariparadza cose. Guta iro rikazotumidzwa Horma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Judha akaenda naSimeoni mukuru wake, vakakunda vaKenani vakanga vagere Zefati; vakariparadza chose. Guta iro rikazotumidzwa Homa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 VokwaJudha vakaenda nehama dzavo dzokwaSimeoni vakakurira vaKanani vaigara muguta reZefati, vakariparadza zvokuparadza zviya. Saka guta iroro rakazonzi Horuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo varume veJudha vakaenda navaSimeoni hama dzavo vakandorwisa vaKenani vaigara muZefati, uye vakaparadza guta iri zvachose. Naizvozvo rakatumidzwa kuti Horima. Viz kapitola |