Ʋatoŋgi 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 VaKeni zvizvarwa zvokwavatezvara vaMosesi vakabva kuguta remirara pamwechete nevokwaJudha, vakaenda kurenje rokwaJudha riri kuNegevhu pedyo neAradhi vakandogara pamwechete navanhu voko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino ʋana ʋomuKeni, mukarabga waMosesi, ʋakaɓuɗa paguta remicindwe, ʋakakwira pamŋe cete naʋana ʋaJuda kurenje raJuda, riri zasi kweAradi; ʋakandogara naʋanhu ʋo’ko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino vana vomuKeni, mukarabwa waMosesi, vakabuda paguta remichindwe, vakakwira pamwechete navana vaJudha kurenje raJudha, riri zasi kweAradhi; vakandogara navanhu voko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 VaKeni zvizvarwa zvokwavatezvara vaMosesi vakabva kuguta remirara pamwechete nevokwaJudha, vakaenda kurenje rokwaJudha riri kuNegevhu pedyo neAradhi vakandogara pamwechete navanhu voko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 VaKeni zvizvarwa zvokwavatezvara vaMosesi vakabva kuguta remirara pamwechete nevokwaJudha, vakaenda kurenje rokwaJudha riri kuNegevhu pedyo neAradhi vakandogara pamwechete navanhu voko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvizvarwa zvatezvara vaMozisi, vaKeni, vakakwidza vachibva kuGuta reMichindwe vaine varume veJudha kuti vandogara pakati pavanhu vokuGwenga reJudha riri kuNegevhi pedyo neAradhi. Viz kapitola |