Ʋatoŋgi 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akesa paakauya kwaari, akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Mukadzi iyeye akajitika padhongi rake, baba vake vakati, “Unodeiko mwanangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino iye wakati aciȿika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kunaɓaɓa ʋake; ɀino iye akaɓuruka pamboŋgoro yake, Karebi akati kwaari: Unoreʋeiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, “Unoreveiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akesa paakauya kwaari, akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Mukadzi iyeye akajitika padhongi rake, baba vake vakati, “Unodeiko mwanangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akesa paakauya kwaari, akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Mukadzi iyeye akajitika padhongi rake, baba vake vakati, “Unodeiko mwanangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Rimwe zuva akati achisvika kuna Otinieri, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake. Akati aburuka pambongoro yake, Karebhu akamubvunza akati, “Ndingakuitireiko?” Viz kapitola |