Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Neiko? Nokuti haʋana‐kuutȿaka nokutenda, asi ɀineŋge namaɓasa aʋo. Ʋakagumburwa nebge rinogumbusa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Neiko? Nokuti havana kuutsvaka nokutenda, asi zvinenge namabasa avo. Vakagumburwa nebwe rinogumbusa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Pamusana pei? Nokuti havana kuutevedza nechitendero asi vaiita sokunge hunowanikwa namabasa. Vakagumburwa nedombo rinogumbura

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Seiko zvakadaro? Nokuti havana kuutevera nokutenda asi sokunge namabasa avo. Vakagumburwa neibwe “rinogumbusa.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 9:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy