Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 kuti ɀakarebga nomurairo ɀiitike matiri, isu tisiŋgafambi nenyama, asi nomŋeya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 kuti zvakarehwa nomurayiro zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 8:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy