ƲaRoma 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iye Mweya pachake anopupurirana nemweya wedu kuti tiri vana vaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mŋeya amene unopupurirana nomŋeya weɗu, kuti tiri ʋana ʋaMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Mweya amene anopupurirana nomweya wedu, kuti tiri vana vaMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iye Mweya pachake anopupurirana nemweya wedu kuti tiri vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Iye Mweya pachake anopupurirana nemweya wedu kuti tiri vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mweya amene anopupurirana noMweya wedu kuti tiri vana vaMwari. Viz kapitola |