Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saka ndavakutozviona somutemo kuti kana ndichida kuita zvakanaka, chakaipa chinenge chiri pedyo pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Naiɀoɀo ndinowana murairo uyu kuti kana ndiciɗa kuita ɀakanaka, ɀakaipa ɀiri’po kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Naizvozvo ndinowana murayiro uyu kuti kana ndichida kuita zvakanaka, zvakaipa zviripo kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saka ndavakutozviona somutemo kuti kana ndichida kuita zvakanaka, chakaipa chinenge chiri pedyo pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Saka ndavakutozviona somutemo kuti kana ndichida kuita zvakanaka, chakaipa chinenge chiri pedyo pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Saka ndinoona murayiro uyu uchishanda: Kana ndichida kuita zvakanaka, zvakaipa zviripo pandiri.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 7:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy