ƲaRoma 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chandinoziva apa ndechokuti hapana chakanaka chinogara mandiri. Ndiri kureva mumuviri wangu nokuti ndingade zvangu kuita zvakarurama asi handikwanisi kuzviita Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ndinoziʋa kuti mukati maŋgu, imo munyama yaŋgu, hamugari cinhu cakanaka; nokuti kuɗa kuri’po kwandiri, asi kuita ɀakanaka haku’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti ndinoziva kuti mukati mangu, imo munyama yangu, hamugari chinhu chakanaka; nokuti kuda kuripo kwandiri, asi kuita zvakanaka hakupo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chandinoziva apa ndechokuti hapana chakanaka chinogara mandiri. Ndiri kureva mumuviri wangu nokuti ndingade zvangu kuita zvakarurama asi handikwanisi kuzviita Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chandinoziva apa ndechokuti hapana chakanaka chinogara mandiri. Ndiri kureva mumuviri wangu nokuti ndingade zvangu kuita zvakarurama asi handikwanisi kuzviita Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ndinoziva kuti hapana chakanaka chinogara mandiri, imo munyama yangu. Nokuti ndine chido chokuita zvakanaka, asi handigoni kuzviita. Viz kapitola |