Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti tinoziʋa kuti murairo ndowomŋeya; asi ini ndiri wenyama, ndakateŋgeswa pasi peɀiʋi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti tinoziva kuti murayiro ndowemweya; asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa pasi pezvivi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Tinoziva kuti murayiro ndowomweya; asi ini handisi woMweya, ndakatengeswa senhapwa kuchivi.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 7:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy