ƲaRoma 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nomutemo iwo waifanira kuisa kuʋupenyu, ndakauwana uciisa kurufu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nomutemo iwo waifanira kuisa kuupenyu, ndakauwana uchiisa kurufu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndakaona kuti iwo mutemo waifanira kundipa upenyu, wakatozouyisa rufu. Viz kapitola |