Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Hamuzivi here hama dzangu, apa ndiri kutaura kuna vavo vanoziva mutemo, kuti mutemo unosunga munhu chete panguva youpenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Hamuziʋi here, hama dzaŋgu, (nokuti ndinotaura naʋanhu ʋanoziʋa murairo), kuti murairo unoɓata munhu ŋguʋa yose yoʋupenyu bgake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Hamuzivi here, hama dzangu, (nokuti ndinotaura navanhu vanoziva murayiro), kuti murayiro unobata munhu nguva yose youpenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Hamuzivi here hama dzangu, apa ndiri kutaura kuna vavo vanoziva mutemo, kuti mutemo unosunga munhu chete panguva youpenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Hamuzivi here hama dzangu, apa ndiri kutaura kuna vavo vanoziva mutemo, kuti mutemo unosunga munhu chete panguva youpenyu hwake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Hamuzivi here, hama, nokuti ndiri kutaura kuvanhu vanoziva murayiro, kuti murayiro une simba pamusoro pomunhu panguva yose yaanenge ari mupenyu chete?

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 7:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy