ƲaRoma 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti munhu anenge afa atosunungurwa kuchitadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti wakafa, waruramiswa paɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nokuti akafa, aruramiswa pazvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti munhu anenge afa atosunungurwa kuchitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti munhu anenge afa atosunungurwa kuchitadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 nokuti uyo anenge afa asunungurwa kubva kuchivi. Viz kapitola |