Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi chii chamakawana muzvinhu izvozvo zvamavakutonyara nazvo. Mugumo wazvo rufu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino maiʋa neɀiɓereko ɀeiko paŋguʋa iyo paɀinhu iɀo ɀamunonyadziswa naɀo ɀino? Nokuti kuguma kwaɀo ndirwo rufu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino maiva nezvibereko zveiko panguva iyo pazvinhu izvo zvamunonyadziswa nazvo zvino? Nokuti kuguma kwazvo ndirwo rufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi chii chamakawana muzvinhu izvozvo zvamavakutonyara nazvo. Mugumo wazvo rufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Asi chii chamakawana muzvinhu izvozvo zvamavakutonyara nazvo. Mugumo wazvo rufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Zvino makawaneiko panguva iyoyo kubva pazvinhu zvamunonyadziswa nazvo, iye zvino? Nokuti kuguma kwazvo ndirwo rufu!

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 6:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy