ƲaRoma 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Madaro kuzvisunungura kuchitadzo, makave varanda voururami. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Makasunuŋgurwa paɀiʋi, mukaʋa ʋaranda ʋokururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Makasunungurwa pazvivi, mukava varanda vokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Madaro kuzvisunungura kuchitadzo, makave varanda voururami. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Madaro kuzvisunungura kuchitadzo, makave varanda voururami. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vokururama. Viz kapitola |